Ekisodho 20:9-10

Ekisodho 20:9-10 SUB

Ubate mazuva matanhatu, uite mabasa ako ose; asi zuva rechinomwe iSabata raJehovha Mwari wako; usatongobata mabasa naro, iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana zvipfuwo zvako, kana mweni wako ari mukati mamasuwo ako

Ekisodho 20:9-10のビデオ

無料の読書プランとEkisodho 20:9-10に関係したデボーション