1
Genesi 9:12-13
Shona BIBLE
SUB
Ipapo Mwari akati, “Ndicho chiratidzo chesungano yandinoita pakati pangu nemi nezvipenyu zvose zvinemi kusvikira kumarudzi asingaperi. Ndinoisa muraraungu wangu mugore, kuti chive chiratidzo chesungano pakati pangu nenyika.
比較
Genesi 9:12-13で検索
2
Genesi 9:16
Muraraungu uchavapo mugore; ndichautarira, kuti ndirangarire sungano isingaperi pakati paMwari nezvipenyu zvose zvenyama zviri panyika.”
Genesi 9:16で検索
3
Genesi 9:6
Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwawo nomunhu; nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake.
Genesi 9:6で検索
4
Genesi 9:1
Zvino Mwari akaropafadza Nowa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika.
Genesi 9:1で検索
5
Genesi 9:3
Zvose zvinofamba zvipenyu zvichava zvokudya zvenyu; ndinokupai zvose, sezvandakakupai miriwo mitema.
Genesi 9:3で検索
6
Genesi 9:2
Mhuka dzose dzenyika, neshiri dzose dzedenga, dzichakutyai nokukuvhundukai; zvose zvinokambaira pasi, nehove dzose dzegungwa, zvinoiswa pamaoko enyu.
Genesi 9:2で検索
7
Genesi 9:7
As imi berekai, muwande, berekai zvikuru panyika, muwande mukati mayo.”
Genesi 9:7で検索