1
Genesi 44:34
Shona BIBLE
SUB
Nokuti ndingakwira seiko kuna baba vangu, ndisina mukomana? Ndirege hangu kuona njodzi ichawira baba vangu.”
比較
Genesi 44:34で検索
2
Genesi 44:1
Zvino akaraira mutariri weimba yake, achiti, “Zadza homwe dzavarume nezvokudya, sezvavanogona kutakura, uisewo mari yomumwe nomumwe pamuromo wehomwe yake.
Genesi 44:1で検索