1
Genesi 30:22
Shona BIBLE
SUB
Zvino Mwari akarangarirawo Racheri, Mwari akamunzwa, akazarura chizvaro chake.
比較
Genesi 30:22で検索
2
Genesi 30:24
akamutumidza zita rinonzi Josefa, achiti, “Jehovha ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Genesi 30:24で検索
3
Genesi 30:23
Iye akava nemimba, akabereka mwanakomana; akati, “Mwari akabvisa kuzvidzwa kwangu;”
Genesi 30:23で検索