YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Genesi 24の有名な聖句

1

Genesi 24:12

Shona BIBLE

SUB

akati, “Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, ndifambisei henyu zvakanaka nhasi; muitire tenzi wangu Abhurahamu ngoni.

比較

Genesi 24:12で検索

2

Genesi 24:14

Shona BIBLE

SUB

Zvino ngakuitwe kuti musikana wandichati kwaari, ‘Nditurirewo chirongo chako, ndinwe;’ kana akati, ‘Inwai henyu, namakamera enyu ndichaanwisawo;’ ngaave iye wamakatsaurira muranda wenyu Isaka; naizvozvo ndichaziva kuti makaitira tenzi wangu ngoni.”

比較

Genesi 24:14で検索

3

Genesi 24:67

Shona BIBLE

SUB

Isaka akamuisa mutende ramai vake Sara, akawana Rabheka, akava mukadzi wake; akamuda. Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.

比較

Genesi 24:67で検索

4

Genesi 24:60

Shona BIBLE

SUB

Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuwo avavengi vavo.”

比較

Genesi 24:60で検索

5

Genesi 24:3-4

Shona BIBLE

SUB

ndikupikise naJehovha, Mwari wokudenga, naMwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, vandinogara pakati pavo; asi uende kunyika yangu, nokuhama dzangu, unotorera ikoko mwanakomana wangu Isaka mukadzi.”

比較

Genesi 24:3-4で検索

無料の読書プランとGenesi 24に関係したデボーション

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest