YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 8の有名な聖句

1

Ekisodho 8:18-19

Shona BIBLE

SUB

N'anga dzikaita saizvozvo nouroyi hwadzo kuti dzibudise utunga, asi hadzina kugona; utunga hwakanga huri pavanhu napazvipfuwo. Zvino n'anga dzakati kuna Farao, “Munwe waMwari”; asi mwoyo waFarao wakaomeswa, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

比較

Ekisodho 8:18-19で検索

2

Ekisodho 8:1

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tendera vanhu vangu kuenda vandondinamata.’

比較

Ekisodho 8:1で検索

3

Ekisodho 8:15

Shona BIBLE

SUB

Zvino Farao akati achiona kuti zvava zviri nani, akaomesa mwoyo wake, akasavateerera; sezvakanga zvarehwa naJehovha.

比較

Ekisodho 8:15で検索

4

Ekisodho 8:2

Shona BIBLE

SUB

Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya

比較

Ekisodho 8:2で検索

5

Ekisodho 8:16

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ”

比較

Ekisodho 8:16で検索

6

Ekisodho 8:24

Shona BIBLE

SUB

Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru–kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.

比較

Ekisodho 8:24で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest