YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Mavambo 18の有名な聖句

1

Mavambo 18:14

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Pane chinhu chingaomere Tenzi here? Saka gore rinouya panguva ino yepfumvudza ndichakushanyirazve, Sara achange ava nomwana mukomana.”

比較

Mavambo 18:14で検索

2

Mavambo 18:12

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Sara akabva aseka zvake nechomumwoyo achiti, “Iyeni ndachembera kudai, ndokunge ndichada zvomurume. Handiti vatenzi vangu kukwegura kwavaita izvozvi.”

比較

Mavambo 18:12で検索

3

Mavambo 18:18

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

ini ndichiziva kuti Abhurahamu achazova rudzi rukuru rune simba uye kuti ndudzi dzose dzapasi pose dzichakomborerwa pamusana pake?

比較

Mavambo 18:18で検索

4

Mavambo 18:23-24

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Abhurahamu akaswedera pana Tenzi akati, “Ko muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here? Ngatiti muguta imomo mune vakarurama vanokwana makumi mashanu hamungarinzwire tsitsi here pamusana pemakumi mashanu arimo muchibva marega kuriparadza?

比較

Mavambo 18:23-24で検索

5

Mavambo 18:26

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Tenzi akati, “Kana ndikawana muSodhomu muine vanhu vakarurama vanokwana makumi mashanu ndichanzwira tsitsi guta rose pamusana pavakarurama ivavo.”

比較

Mavambo 18:26で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest