1
Johani 19:30
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.
Confronta
Esplora Johani 19:30
2
Johani 19:28
Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.”
Esplora Johani 19:28
3
Johani 19:26-27
Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu” Ndokuti kumudzidzi wake, “Amai vako ava.” Kubvira ipapo mudzidzi uya akavatora akavaisa mumusha make.
Esplora Johani 19:26-27
4
Johani 19:33-34
Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo. Mumwe musoja akamubaya parutivi pake nepfumo, pakabva pabuda ropa nemvura.
Esplora Johani 19:33-34
5
Johani 19:36-37
nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” Uyezve chimwe chinoti, “Vachatarisa uyo wavakabaya.”
Esplora Johani 19:36-37
6
Johani 19:17
akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru.
Esplora Johani 19:17
7
Johani 19:2
Masoja akaruka chiremba cheminzwa akachiisa mumusoro make. Akamupfekedza gemenzi roruvara rwohute.
Esplora Johani 19:2