Kubuda 15:2
Kubuda 15:2 SCLB
Tenzi ndiye simba rangu, ndiye rwiyo rwangu, ndiye mununuri wangu, iyeyu Mwari wangu wandinorumbidza, Mwari wababa vangu wandinopemberera.