Logo YouVersion
Ikona vyhledávání

Mabasa 16:27-28

Mabasa 16:27-28 SCLB

Muchengeti wejeri paakamuka akaona kuti makonhi ejeri akanga akazaruka akazvomora bakatwa rake avakuda kuzviuraya achifunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka. Asi Pauro akadaidzira nezwi guru achiti, “Usazvikuvadze zvako nokuti isu tose tiri muno.”

Bezplatné plány čtení Bible a zamyšlení související s Mabasa 16:27-28