1
Mavambo 30:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mwari akarangarirawo Rakeri. Mwari akanzwa munamato wake ndokubva amupawo mbereko.
Porovnat
Zkoumat Mavambo 30:22
2
Mavambo 30:24
Akamutumidza zita rokuti Josefi achiti, “Dai Tenzi akandipazve mumwe mwana mukomana!”
Zkoumat Mavambo 30:24
3
Mavambo 30:23
Rakeri akava napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Mwari abvisa kuzvidzwa kwangu.”
Zkoumat Mavambo 30:23
Domů
Bible
Plány
Videa