1
Mabasa 27:25
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Naizvozvo tsungai mwoyo varume nokuti ndine chivimbo muna Mwari chokuti zvichangoitika sezvandaudzwa.
Porovnat
Zkoumat Mabasa 27:25
2
Mabasa 27:23-24
nokuti ihwo husiku hwanhasi uhu mutumwa waMwari wangu wandinonamata akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’
Zkoumat Mabasa 27:23-24
3
Mabasa 27:22
Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe
Zkoumat Mabasa 27:22
Domů
Bible
Plány
Videa