Mateo 28:5-6

Mateo 28:5-6 KBT

Asi ngirozi idoti kuvakadzi, “Rekai kucha, ndava ndinoziva kuti muri kutsvaga Jesu wanga adorovehwa. Haapo pano, ndava wamuka, sezvaadotaura. Uyai, onai nzvimbo paanga adoradzikiwa.