Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Zvakazarurwa 9:5

Zvakazarurwa 9:5 BDSC

Hadzina kupiwa simba rokuvauraya, asi kungovarwadzisa chete kwemwedzi mishanu. Uye kurwadziwa kwavo kwakanga kwakaita sokworumborera rwechinyavada pachinoruma munhu.