Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Zvakazarurwa 9:3-4

Zvakazarurwa 9:3-4 BDSC

Uye muutsi makabuda mhashu dzikauya panyika uye dzikapiwa simba rakaita serezvinyavada zvenyika. Dzakaudzwa kuti dzirege kuparadza uswa hwenyika kana zvirimwa, kana miti ipi zvayo, asi vanhu vaya chete vakanga vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.