Zvakazarurwa 22:20-21
Zvakazarurwa 22:20-21 BDSC
Uyo anopupura zvinhu izvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni. Uyai, Ishe Jesu. Nyasha dzaIshe Jesu ngadzive navanhu vaMwari. Ameni.