Zvakazarurwa 16:12
Zvakazarurwa 16:12 BDSC
Mutumwa wechitanhatu akadurura ndiro yake parwizi rukuru Yufuratesi, mvura yarwo ikapwa kuti nzira yamadzimambo okumabvazuva ivepo.