Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Zvakazarurwa 13:18

Zvakazarurwa 13:18 BDSC

Izvi zvinoda uchenjeri. Kana pano munhu anoziva, ngaaverenge chiverengo chechikara, nokuti ndicho chiverengo chomunhu. Chiverengo chacho ndichochi: Mazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.