Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Zvakazarurwa 13:11-12

Zvakazarurwa 13:11-12 BDSC

Ipapo ndakaona chimwe chikara, chichibva munyika. Chakanga chine nyanga mbiri segwayana, asi chaitaura seshato. Chakashandisa simba rose rechikara chokutanga pachinzvimbo chacho, uye chakaita kuti nyika navageremo vanamate chikara chokutanga, chiya chakanga chapora vanga racho raifanira kuchiuraya.