VaHebheru 11:1-2

VaHebheru 11:1-2 BDSC

Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi nezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka.

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaHebheru 11:1-2