VaEfeso 1:4-5

VaEfeso 1:4-5 BDSC

Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo akatirongera kare kuti tigoitwa vana vake kubudikidza naJesu Kristu, maererano nomufaro wake uye nokuda kwake,

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaEfeso 1:4-5