1 VaKorinde 13:13
1 VaKorinde 13:13 BDSC
Uye zvinhu zvitatu izvi ndizvo zvinogara, zvinoti kutenda, tariro norudo. Asi chikuru pakati peizvi ndirwo rudo.