Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Tito 2:11-12

Tito 2:11-12 SNA2002

Nokuti nyasha dzaMwari dzakaonekwa, dzinovigira vanhu vose kuponeswa, dzichitidzidzisa isu kuti tirambe kusanamata Mwari nokuchiva zvenyika, tirarame nokungwara, nokururama, nokunamata Mwari panguva ino,

Llegeix Tito 2