Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

Zvakazarurwa 8:7

Zvakazarurwa 8:7 SNA2002

Wokutanga akaridza, kukauya chimvuramabwe nomoto zvakavhenganiswa neropa, zvikakandirwa panyika; ipapo chetatu chenyika chikatsva, nechetatu chemiti chikatsva, nouswa hutema hwose hwakatsva.