Mateu 1:18-19

Mateu 1:18-19 SNA2002

Kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kudai: Maria, mai vake, akati akaroorwa naJosefa, vasati vasangana, akaonekwa ava napamuviri naMweya Mutsvene. Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.

Llegeix Mateu 1

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateu 1:18-19