Jakobho 3:9-10
Jakobho 3:9-10 SNA2002
Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; mumuromo mumwe munobva kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hatifaniri kudaro.