Habhakuki 1:5

Habhakuki 1:5 SNA2002

“Tarirai pakati pamarudzi, muone, mushamiswe kwazvo-kwazvo; nokuti ndinobate basa pamazuva enyu, ramucharamba kutenda kunyange muchizviudzwa.