Logo de l'Aplicació de la Bíblia
Icona de cerca

2 Petirosi 2:20

2 Petirosi 2:20 SNA2002

Nokuti ivo, kana nenzira yokuziva Ishe, Muponesi Jesu Kristu, vambotiza havo zvinosvibisa zvenyika, kana vakabatwa nokukundwazve nazvo, kuguma kwavo kwaipa kupfuura kutanga kwavo.