1
Mateo 26:41
KoreKore Bible Translation
KBT
“Garirirai munamate kuti mureke kupinda pamuedzo, mweya unoda zvawene, asi muviri udoneta.”
Compara
Explorar Mateo 26:41
2
Mateo 26:38
Ipopo adoti kwavari, “Mwoyo wangu uri kusurukihwa chaizvo, zvokutosvika pakupfa, sarai pano, mugaririre neni.”
Explorar Mateo 26:38
3
Mateo 26:39
Wandoti endei pamberi pashoma adowira pasi ndokunamata adoenzera nodumbu achiti, “Baba vangu, kana zvichigoneka, mukombe uyu womatambudziko mbaubiritsiwe kwandiri! Zvisinei, mbakureke kuva kuda kwangu, asi kuve kuda kwenyu.”
Explorar Mateo 26:39
4
Mateo 26:28
ndava rakareri igazi rangu rochibvumirano, rinoteurihwa vazinji kuti varegerehwe zvitadzo.
Explorar Mateo 26:28
5
Mateo 26:26
Zvino pavanga vachija, Jesu adotora zingwa, achiropafadza, ndokurikomora, achiripasa vadzidzi achiti, “Torai muje, wakareyu muviri wangu.”
Explorar Mateo 26:26
6
Mateo 26:27
Ipopo adotora mukombe, paadopereka nhendo adovapasa, achiti, “Imwai kubva pauri mese
Explorar Mateo 26:27
7
Mateo 26:40
Adouya kuvadzidzi ndokuvawana vaenzera, adobva wati kuna Pita, “Saka matadza kugaririra neni kwoawa ibodzi?
Explorar Mateo 26:40
8
Mateo 26:29
Ndinokunyepai, ndichamwaba kamu zvomuchero wakareyu womuzambiringa kusvikira zuva randinoumwa nemi wava mutsva muUmambo hwaBaba vangu.”
Explorar Mateo 26:29
9
Mateo 26:75
Zvino Pita adoyeuka kunyaira kwaJesu, “Jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.” Adobirika kunze ndokurira zvinosiririsa.
Explorar Mateo 26:75
10
Mateo 26:46
Sumukai tiende, onai anondipandukira wasvika.”
Explorar Mateo 26:46
11
Mateo 26:52
Ipopo Jesu adoti kwaari, “Dzotsera bakatwa panzvimbo yarene, ndava vese vanobata bakatwa vachaparadziwa nobakatwa.
Explorar Mateo 26:52