1
Zvakazarurwa 15:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndianiko angarega kukutyai, imi Ishe, kana kukudza zita renyu? Nokuti ndimi moga mutsvene. Ndudzi dzose dzichauya dzigonamata pamberi penyu, nokuti mabasa enyu akarurama akaratidzwa.”
Compara
Explorar Zvakazarurwa 15:4
2
Zvakazarurwa 15:1
Ndakaona kudenga chimwe chiratidzo chikuru chinoshamisa ichi: vatumwa vanomwe namatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti nawo hasha dzaMwari dzakapera.
Explorar Zvakazarurwa 15:1