Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mateo 4

1

Mateo 4:4

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararame nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobva mumuromo waMwari.’ ”

Compara

Explorar Mateo 4:4

2

Mateo 4:10

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akati kwaari, “Ibva pandiri Satani! Nokuti kwakanyorwa kuchinzi, ‘Namata Ishe Mwari wako uye umushumire iye oga.’ ”

Compara

Explorar Mateo 4:10

3

Mateo 4:7

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akamupindura akati, “Kwakanyorwawo kuchinzi, ‘Usaedza Ishe Mwari wako.’ ”

Compara

Explorar Mateo 4:7

4

Mateo 4:1-2

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ipapo Jesu akatungamirirwa naMweya Mutsvene kurenje kuti andoedzwa nadhiabhori. Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara.

Compara

Explorar Mateo 4:1-2

5

Mateo 4:19-20

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akati kwavari, “Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu.” Pakarepo vakabva vasiya mambure avo, vakamutevera.

Compara

Explorar Mateo 4:19-20

6

Mateo 4:17

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kubva panguva iyoyo zvichienda mberi, Jesu akatanga kuparidza achiti, “Tendeukai nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.”

Compara

Explorar Mateo 4:17

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateo 4

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest