Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de VaHebheru 6

1

VaHebheru 6:19

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Tine tariro iyi sechibatiso choMweya, chakasimba chisingazungunuswi. Inopinda mukati mechidzitiro chomutemberi

Compara

Explorar VaHebheru 6:19

2

VaHebheru 6:10

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Mwari haazi asina kururama; haangakanganwi basa renyu norudo rwamakamuratidza pamaibatsira vanhu vake uye kuti muchiri kuramba muchivabatsira.

Compara

Explorar VaHebheru 6:10

3

VaHebheru 6:18

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Mwari akaita izvi kuitira kuti, nezvinhu zviviri zvisingashanduki, zvokuti Mwari haagoni kureva nhema, isu vakatiza tikandobatisisa tariro yatakapiwa, tichasimbiswa zvikuru.

Compara

Explorar VaHebheru 6:18

4

VaHebheru 6:1

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Naizvozvo ngatisiyei dzidziso dzokutanga pamusoro paKristu uye tipfuurire mberi mukukura, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka kubva pamabasa anotungamirira kurufu, uye nokutenda muna Mwari

Compara

Explorar VaHebheru 6:1

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaHebheru 6

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest