Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de VaGaratia 3

1

VaGaratia 3:13

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kristu akatidzikinura kubva pakutukwa kwomurayiro paakava chakatukwa iye nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti.”

Compara

Explorar VaGaratia 3:13

2

VaGaratia 3:28

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Hakuchina muJudha kana muGiriki, mutapwa kana akasununguka, murume kana mukadzi, nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.

Compara

Explorar VaGaratia 3:28

3

VaGaratia 3:29

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kana muri vaKristu, ipapo muri vana vaAbhurahama, uye vadyi venhaka maererano nechipikirwa.

Compara

Explorar VaGaratia 3:29

4

VaGaratia 3:14

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Akatidzikinura kuitira kuti kuropafadzwa kwakapiwa Abhurahama kugosvika kune veDzimwe Ndudzi kubudikidza naKristu Jesu, kuitira kuti nokutenda tigogamuchira chipikirwa choMweya.

Compara

Explorar VaGaratia 3:14

5

VaGaratia 3:11

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Zviri pachena kuti hapana munhu anoruramisirwa nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Vakarurama vachararama nokutenda.”

Compara

Explorar VaGaratia 3:11

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaGaratia 3

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest