Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de VaKorose 1

1

VaKorose 1:13

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda

Compara

Explorar VaKorose 1:13

2

VaKorose 1:16

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuti zvinhu zvose zvakasikwa naye: zviri kudenga nezviri panyika, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, zvigaro zvoushe kana masimba kana vatongi kana vane simba; zvinhu zvose zvakasikwa naye uye zvakasikirwa iye.

Compara

Explorar VaKorose 1:16

3

VaKorose 1:17

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Iye anotangira zvose, uye zvinhu zvose zvinobatana maari.

Compara

Explorar VaKorose 1:17

4

VaKorose 1:15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ndiye mufananidzo waMwari asingaonekwi, dangwe rezvisikwa zvose.

Compara

Explorar VaKorose 1:15

5

VaKorose 1:9-10

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuda kwaizvozvi, kubvira pazuva ratakanzwa nezvenyu, hatina kurega kukunyengetererai tichikumbira Mwari kuti akuzadzei nokuziva kuda kwake kubudikidza nouchenjeri hwose hwomweya, uye nokunzwisisa. Uye tinonyengeterera izvi kuitira kuti mugare upenyu hwakafanira uye kuti mumufadze iye mune zvose: muchibereka zvibereko mumabasa ose akanaka, muchikura mukuziva Mwari

Compara

Explorar VaKorose 1:9-10

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaKorose 1

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest