1
Mabasa 22:16
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Saka zvino wakamirireiko? Simuka ubhabhatidzwe usukwe zvivi zvako, udane kuzita rake.’
Compara
Explorar Mabasa 22:16
2
Mabasa 22:14
“Ipapo akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akusarudza iwe kuti uzive kuda kwake uone Iye Akarurama uye unzwe mashoko anobva mumuromo make.
Explorar Mabasa 22:14
3
Mabasa 22:15
Uchava chapupu chake kuvanhu vose, chezvawakaona nezvawakanzwa.
Explorar Mabasa 22:15