1
Mabasa 19:6
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Pauro akati aisa maoko ake pamusoro pavo, Mweya Mutsvene wakauya pamusoro pavo, uye vakataura nendimi vakaprofita.
Compara
Explorar Mabasa 19:6
2
Mabasa 19:11-12
Mwari akaita mabasa anoshamisa kubudikidza naPauro, zvokuti kunyange nehangachepfu namaapuroni akanga ari pamuviri wake zvakaendeswa kuvarwere, zvirwere zvavo zvikaporeswa uye mweya yakaipa ikabva pavari.
Explorar Mabasa 19:11-12
3
Mabasa 19:15
Rimwe zuva mweya wakaipa wakavapindura ukati, “Jesu ndinomuziva, uye ndinoziva nezvaPauro, asi imi ndimi vanaaniko?”
Explorar Mabasa 19:15