Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mabasa 16

1

Mabasa 16:31

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Vakapindura vakati, “Tenda kuna She Jesu ugoponeswa, iwe neimba yako.”

Compara

Explorar Mabasa 16:31

2

Mabasa 16:25-26

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Panenge pakati pousiku, Pauro naSirasi vakanga vachinyengetera uye vachiimba nziyo kuna Mwari, uye vamwe vasungwa vakanga vakavateerera. Pakarepo pakava nokudengenyeka kwenyika kukuru zvokuti nheyo dzetorongo dzakazungunuka. Kamwe kamwe masuo etorongo akazaruka, uye ngetani dzavanhu vose dzakasununguka.

Compara

Explorar Mabasa 16:25-26

3

Mabasa 16:30

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ipapo akavabudisa kunze akati kwavari, “Vakuru, ndingaita sei kuti ndiponeswe?”

Compara

Explorar Mabasa 16:30

4

Mabasa 16:27-28

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Muchengeti wetorongo akamuka, uye paakaona masuo etorongo azaruka akavhomora munondo wake akada kuzviuraya nokuti akafunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka. Asi Pauro akadanidzira achiti, “Usazvikuvadza! Tiri muno tose!”

Compara

Explorar Mabasa 16:27-28

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mabasa 16

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest