1
2 VaTesaronika 1:11
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nomurangariro uyu, isu tinoramba tichikunyengetererai, kuti Mwari wedu ati makafanira kudana kwake, uye kuti nesimba rake azadzise zvinangwa zvenyu zvose zvakanaka nebasa rose rakamutswa nokutenda kwenyu.
Compara
Explorar 2 VaTesaronika 1:11
2
2 VaTesaronika 1:6-7
Mwari anoruramisira: Achatsiva nokutambudza avo vanokutambudzai, uye agozorodza imi vari kutambudzika, uye nesuwo. Izvi zvichaitika Ishe Jesu paacharatidzwa kubva kudenga mumurazvo womoto unopfuta ane vatumwa vake vane simba.
Explorar 2 VaTesaronika 1:6-7