Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de 2 VaKorinde 6

1

2 VaKorinde 6:14

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima?

Compara

Explorar 2 VaKorinde 6:14

2

2 VaKorinde 6:16

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ko, temberi yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti tiri temberi yaMwari mupenyu. Sezvakarehwa naMwari, achiti, “Ndichagara pakati pavo ndigofamba navo, uye ndichava Mwari wavo, ivo vagova vanhu vangu.”

Compara

Explorar 2 VaKorinde 6:16

3

2 VaKorinde 6:17-18

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

“ ‘Saka budai mubve pakati pavo uye muzvitsaure,’ ndizvo zvinotaura Ishe. ‘Musabata chinhu chine tsvina, ini ndigokugamuchirai.’ ” “ ‘Ndichava baba venyu, uye imi muchava vanakomana vangu navanasikana vangu,’ ndizvo zvinotaura Ishe Wamasimba Ose.”

Compara

Explorar 2 VaKorinde 6:17-18

4

2 VaKorinde 6:15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ko, Kristu anganzwanana seiko naBheriari? Ko, mutendi angava nomugove weiko neasingatendi?

Compara

Explorar 2 VaKorinde 6:15

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb 2 VaKorinde 6

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest