Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de 2 VaKorinde 11

1

2 VaKorinde 11:14-15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Uye naizvozvo hazvishamisi, nokuti Satani pachake anozvishandura achizviita mutumwa wechiedza. Naizvozvowo hazvishamisi, kana varanda vake vachizvishandura vachizviita varanda vokururama. Magumo avo achava sezvakafanira maitiro avo.

Compara

Explorar 2 VaKorinde 11:14-15

2

2 VaKorinde 11:3

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi ndinotya kuti sokunyengerwa kwakaitwa Evha nenyoka nemano ayo, ndangariro dzenyu dzingangotsauswa kubva pakururama nokuchena kwomwoyo, pakuzvipira kuna Kristu.

Compara

Explorar 2 VaKorinde 11:3

3

2 VaKorinde 11:30

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kana ndichifanira kuzvirumbidza, ndichazvirumbidza pamusoro pezvinhu zvinoratidza utera hwangu.

Compara

Explorar 2 VaKorinde 11:30

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb 2 VaKorinde 11

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest