1
1 VaKorinde 14:33
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga asi worugare. Sezvinoitwa mune dzimwe kereke dzose dzavatsvene
Compara
Explorar 1 VaKorinde 14:33
2
1 VaKorinde 14:1
Teverai nzira yorudo uye mushuve kwazvo zvipo zvomweya, zvikuru sei chipo chokuprofita.
Explorar 1 VaKorinde 14:1
3
1 VaKorinde 14:3
Asi anoprofita anotaura kuvanhu kuti vasimbiswe, vakurudzirwe uye kuti vanyaradzwe.
Explorar 1 VaKorinde 14:3
4
1 VaKorinde 14:4
Uyo anotaura nendimi anozvisimbisa iye asi anoprofita anosimbisa kereke.
Explorar 1 VaKorinde 14:4
5
1 VaKorinde 14:12
Zvakadarowo nemi. Sezvo muchishuva zvipo zvoMweya, edzai zvikuru kushingairira zvipo zvinovaka kereke.
Explorar 1 VaKorinde 14:12