Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mabasa 3

1

Mabasa 3:19

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi

Compara

Explorar Mabasa 3:19

2

Mabasa 3:6

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Asi Pita akati, “Sirivha kana ndarama handina, asi ndinokupa chandinacho. Muzita raJesu Kristu weNazareti, ‘Chifamba.’ ”

Compara

Explorar Mabasa 3:6

3

Mabasa 3:7-8

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ndokubva amubata ruoko rworudyi achimusimudza. Pakarepo tsoka dzake nezviziso zvadzo zvakabva zvasimba. Akakwakuka akamira akafamba akapinda muTemberi pamwechete navo achiti pamwe fambei pamwe osvetuka svetuka achirumbidza Mwari.

Compara

Explorar Mabasa 3:7-8

4

Mabasa 3:16

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Munhu uyu wamunoona nokuziva asimbaradzwa pamusana pechitendero chake muzita raJesu. Izita raJesu nechitendero chinobva maari chamupa utano uzere sokuonawo kwamuri kuita mose.

Compara

Explorar Mabasa 3:16

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mabasa 3

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest