Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mabasa 28

1

Mabasa 28:31

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

achiparidza umambo hwaMwari achidzidzisa zvaTenzi Jesu Kristu zviri pachena asina anomudzivisa.

Compara

Explorar Mabasa 28:31

2

Mabasa 28:5

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Asi iye akazunzira chipuka chiya mumoto. Haana kukuvara.

Compara

Explorar Mabasa 28:5

3

Mabasa 28:26-27

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

achiti, “ ‘Enda kuvanhu ava undoti kuteerera nyatsoteererai zvenyu asi kunzwisisa pasina zvamunonzwisisa kutarisisa nyatsotarisisai zvenyu asi kuona pasina kuona chaiko. Nokuti mwoyo yavanhu ava indambakurairwa, nzeve dzavo kunzwa hadzichanzwi; maziso avo vakazarira kuti zvimwe vangadaro vakaona namaziso avo vachinzwa nenzeve dzavo uye vakanzwisisa nemwoyo yavo vakapindukira kwandiri ini ndikavaponesa.’

Compara

Explorar Mabasa 28:26-27

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mabasa 28

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest