Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mabasa 26

1

Mabasa 26:17-18

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

ndichikununura kuvanhu nekune vechirudzi vandichakutumira kwavari kuti uzarure maziso avo vatendeuke kubva murima vachienda muchiedza uye kubva mumaoko aSatani vachienda mumaoko aMwari kuti vawane kuregererwa kwezvitadzo zvavo uye vawane nzvimbo mukati mevavo vakasarudzwa pamusana pechitendero chavo mandiri.’

Compara

Explorar Mabasa 26:17-18

2

Mabasa 26:16

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Asi chisimuka umire namakumbo ako, nokuti izvi ndizvo zvandazviratidzira kwauri kuti ndikusarudze ushande uye kuti uve chapupu chezvawandiona ndiri uye mune zvandicharatidza kwauri

Compara

Explorar Mabasa 26:16

3

Mabasa 26:15

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ndakati, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Tenzi akati, ‘Ndini Jesu wauri kutambudza.

Compara

Explorar Mabasa 26:15

4

Mabasa 26:28

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Agiripa akati kuna Pauro, “Unofunga kuti angandiite muKristu nenguva pfupi yakadai here?”

Compara

Explorar Mabasa 26:28

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mabasa 26

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest