1
Varoma 14:17-18
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti ushe hwaMwari hazvizi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMweya Mutsvene. Nokuti unobatira Kristu pazvinhu izvi, anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.
Compara
Explorar Varoma 14:17-18
2
Varoma 14:8
Nokuti kana tichirarama tinoraramira Ishe; kana tichifa, kana tichifa tinofira Ishe; zvino kana tichirarama, kana tichifa, tiri vaIshe.
Explorar Varoma 14:8
3
Varoma 14:19
Naizvozvo ngatitsvake izvo zvinouyisa rugare nezvatingasimbisana nazvo.
Explorar Varoma 14:19
4
Varoma 14:13
Naizvozvo ngatirege kuramba tichitongana; asi zviri nani kuti mutonge, kuti munhu arege kuisa chigumbuso kana chinopinganidza pamberi pehama yake.
Explorar Varoma 14:13
5
Varoma 14:11-12
Nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Noupenyu hwangu ndizvo zvinoreva Ishe ibvi rimwe nerimwe richandipfugamira, Rurimi rumwe norumwe ruchakudza Mwari.” Naizvozvo mumwe nomumwe wedu achazvidavirira kuna Mwari.
Explorar Varoma 14:11-12
6
Varoma 14:1
Zvino gamuchirai asina simba pakutenda kwake musingaiti gakava naye pamusoro pokufunga kwake.
Explorar Varoma 14:1
7
Varoma 14:4
Iwe ndiwe aniko unopa muranda womumwe munhu mhosva? Iye anomira kana anowa pamberi paIshe wake. Achamiswa hake, nokuti Ishe ane simba rokumumisa.
Explorar Varoma 14:4