Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mako 7

1

Mako 7:21-23

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Nokuti mukati, mumwoyo yavanhu munobuda mifungo yakaipa, noupombwe, nokuba, nokuuraya, noupfeve, noruchiva, nokuipa, nokunyengera, noutere, neziso rine godo, nokutuka, namanyawi, noupenzi; zvakaipa izvozvo zvose zvinobva mukati, zvinosvibisa munhu.”

Compara

Explorar Mako 7:21-23

2

Mako 7:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Hapana chinhu kunze kwomunhu chingamusvibisa, kana chichipinda maari; asi zvinobuda maari, ndizvo zvinosvibisa munhu.”

Compara

Explorar Mako 7:15

3

Mako 7:6

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Akati kwavari, “Isaya akaporofita kwazvo pamusoro penyu, imi vanyengeri, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni.

Compara

Explorar Mako 7:6

4

Mako 7:7

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa zvakatemwa navanhu, sokunge zvidzidziso zvechokwadi.’

Compara

Explorar Mako 7:7

5

Mako 7:8

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Munosiya mirairo yaMwari, muchichengeta tsika dzavanhu.”

Compara

Explorar Mako 7:8

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mako 7

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest