1
Mako 3:35
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
“Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.”
Compara
Explorar Mako 3:35
2
Mako 3:28-29
“Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, vanakomana vavanhu vacharegererwa zvivi zvose, nokushonha kwose kwavanoshonha Mwari nako; asi ani naani ashonha Mweya Mutsvene, haangaregerwi nokusingaperi, asi ane mhosva yechivi chisingaperi.”
Explorar Mako 3:28-29
3
Mako 3:24-25
Kana ushe huchizvipesanisa, ushe uhwo hahungagoni kumira. Kana imba ichizvipesanisa, imba iyo haingagoni kumira.
Explorar Mako 3:24-25
4
Mako 3:11
Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!”
Explorar Mako 3:11