Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mako 16

1

Mako 16:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Akati kwavari, “Endai munyika yose, muparidzire zvisikwa zvose Vhangeri.

Compara

Explorar Mako 16:15

2

Mako 16:17-18

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zviratidzo izvi zvichava navanotenda, vachabudisa mweya yakaipa nezita rangu, vachataura nendimi itsva; vachabata nyoka; kunyange vakanwa chinhu chinouraya, hachingavarwadzi; vachaisa maoko pamusoro pavarwere, vakapora.”

Compara

Explorar Mako 16:17-18

3

Mako 16:16

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Anotenda, akabhabhatidzwa, achaponeswa; asi asingatendi achatongwa.

Compara

Explorar Mako 16:16

4

Mako 16:20

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ivo vakaenda, vakaparidza kwose-kwose, Ishe achibatsirana navo, achisimbisa shoko nezviratidzo zvaiteverana navo.]

Compara

Explorar Mako 16:20

5

Mako 16:6

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Rikati kwavari, “Musavhunduka, munotsvaka Jesu weNazareta, akanga aroverwa pamuchinjikwa; amuka, haapo pano; tarirai pavakanga vamuisa.

Compara

Explorar Mako 16:6

6

Mako 16:4-5

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru. Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka.

Compara

Explorar Mako 16:4-5

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mako 16

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest