Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de 2 VaTesaronika 3

1

2 VaTesaronika 3:3

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Asi Ishe ndiye akatendeka, achakusimbisai, nokukuchengetai kune wakaipa.

Compara

Explorar 2 VaTesaronika 3:3

2

2 VaTesaronika 3:5

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ishe ngaaruramise mwoyo yenyu murudo rwaMwari, nomukutsungirira kwaKristu.

Compara

Explorar 2 VaTesaronika 3:5

3

2 VaTesaronika 3:6

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Zvino, hama dzangu, tinokurayirai nezita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirayiro yamakapiwa nesu

Compara

Explorar 2 VaTesaronika 3:6

4

2 VaTesaronika 3:2

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda.

Compara

Explorar 2 VaTesaronika 3:2

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb 2 VaTesaronika 3

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest