Mako 13:24-25
Mako 13:24-25 BDSC
“Asi mumazuva iwayo, shure kwokutambudzika ikoko, “ ‘zuva richasvibiswa, uye mwedzi hauchazovhenekeri; nyeredzi dzichawa kudenga, uye masimba okudenga achadengenyeka.’